Shona Bible Revised

Христианство / Библия / Современные переводы

Shona Bible Revised

Библия - шона

Shona Bible Revised

2002

Издательство: Bible Society of Zimbabwe

 -

- модуль для MyBible

 Иоанна 3:16 Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa mumwe woga, kuti ani naani anotenda kwaari, arege kufa, asi ave noupenyu husingaperi.
17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.