Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

Христианство / Библия / Современные переводы

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

Библия - шона

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2017

Издательство: Biblica

 -

- модуль для MyBible

 Иоанна 3:16 Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake mumwe oga, kuti ani naani anotenda kwaari arege kufa asi ave noupenyu husingaperi.
17 Nokuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake panyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe kubudikidza naye.