Bhaibheri Dzvene

Христианство / Библия / Современные переводы

Bhaibheri Dzvene

Библия - шона

Bhaibheri Dzvene

1949

Издательство: Bible Society of Zimbabwe

 -

 Иоанна 3:16 Nokuti Mŋari wakaɗa nyika nokuɗaro, kuti wakapa Mŋanakomana wake wakaɓerekwa mumŋe woga, kuti aninani unotenda kwaari, arege kufa, asi aʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi.
17 Nokuti Mŋari haana‐kutumira Mŋanakomana wake panyika, kuti atoŋge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.